Jerenyenje (mongoose) imhuka yemusango inowanikwa kuchamhembe kweAsia neEurope uye kuno kuAfrica. Jerenyenje rine marudzi anodarika 30 anokura kusvika 0.3-1.2m.
Jangwa zvinoreva jerenyenje rine muswe muchena.
Jerenyenje rinodya tupembenene; magakanje; makonye emuvhu; nyoka; huku nemakonzo. Anodyawo mazai zvakare. kunyika yeIndia jerenyenje rinozivikanwa nekugona kurwisa nokuuraya nyoka dzine huturu kunyanya rovambira.