dcsimg

Mbada ( Shona )

provided by wikipedia emerging_languages
Leopard, Serengeti.jpg

Mbada kana kamba (Leopard) imhuka yemusango iri mumhuri yekatsi dzemusango. Mhuka iyi ine mavara akaita white brown neblack. Mbada inowanikwa muziwumbe reAfrica neAsia.

Mhuka iyi inonzi inogona kuvhima zvakanyanya; inokwira miti uye inotakura dzimwe mhuka dzakakura zvakanyanya. Kana yovhima inomhanya neSpidhi inosvika 58 kilometres pa hour.

Mazita emhuri

Kune mazita emhuri ane chekuita nembada. Mamwe ndiwo anoti: Mbada, Kamba.

Tsumo

  • Manenji kuona kamba ichitamba nembudzi. It is astounding to see a leopard playing with a goat.
  • Mwana wengwe -- mwana wengwe kuona chikara haatizi.

Mitauro yeBantu

  • Vatauri veChewa vanoti nyalubwe kana nyalugwe (leopard).
  • VaWabo vanoti nyarugwe (leopard) vachireva mbada.
  • Vatauri veTiriki vanoti ingoyi kana tsingoyi pakuwanda (leopard) kureva mbada.
  • VaKabwa vanoti engwe (leopard) kureva mbada.
license
cc-by-sa-3.0
copyright
Wikipedia vanyori nevagadziri

Mbada: Brief Summary ( Shona )